Psalms 104:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Heɀo ɀikepe, ɀinofamba; Heyo ŋgwena yamakaʋumba, kuti itambe mariri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezvo zvikepe zvinofamba-famba, nengwena, yamakaumba kuti itambemo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uko heyo ngarava iri kufamba nezigaranyanya ramakasika kuti mutambe zvenyu naro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezvo zvikepe, zvinofamba; Heyo ngwena yamakaumba, kuti itambe mariri.
Shona 2009?
Hezvo zvikepe, zvinofamba; Heyo ngwena yamakaumba, kuti itambe mariri.
Shona SUB 2002 Bible
Hezvo zvikepe, zvinofamba; Heyo ngwena yamakaumba, kuti itambe mariri.