Psalms 104:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀose ɀinokumirirai, Kuti muɀipe ɀokudya ɀaɀo neŋguʋa yakafanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose izvi zvinotarira kwamuri kuti muzvipe zvokudya zvazvo nenguva yakafanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvozvi zvinotarisa kwamuri kuti muzvipe zvokudya zvazvo nenguva kwayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvose zvinokumirirai, Kuti muzvipe zvokudya zvazvo nenguva yakafanira.
Shona 2009?
Izvi zvose zvinokumirirai, Kuti muzvipe zvokudya zvazvo nenguva yakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvose zvinokumirirai, Kuti muzvipe zvokudya zvazvo nenguva yakafanira.