Psalms 104:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makati mucituka ikatiza; Inzwi rokutinhira kwenyu rakati ricinzwika, ikacimbidzika kuenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pakutuka kwenyu mvura zhinji yakatiza, pakunzwa mutinhiro wenyu iyo yakatiza;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamakaitsiura, mvura yakabva yatiza, payakangonzwa kutinhira kwenyu yakatiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makati muchituka ikatiza; Izwi rokutinhira kwenyu rakati richinzwika, ikachimbidzika kuenda.
Shona 2009?
Makati muchituka ikatiza; inzwi rokutinhira kwenyu rakati richinzwika, ikachimbidzika kuenda.
Shona SUB 2002 Bible
Makati muchituka ikatiza; Izwi rokutinhira kwenyu rakati richinzwika, ikachimbidzika kuenda.