Psalms 104:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makomo akakwira, mipata yakaɗerera; Ikaenda kunɀimbo yamakaigadzirira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
yakayerera napamusoro pamakomo, ikadzika nomumipata, ichienda kunzvimbo yamakairayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yakayerera pamusoro pamakomo ichienda mumapani kunzvimbo yamakaitemera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makomo akakwira, mipata yakaderera; Ikaenda kunzvimbo yamakaigadzirira,
Shona 2009?
Makomo akakwira, mipata yakaderera; Ikaenda kunzvimbo yamakaigadzirira,
Shona SUB 2002 Bible
Makomo akakwira, mipata yakaderera; Ikaenda kunzvimbo yamakaigadzirira,