Psalms 105:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aciti: Ndicakupa iwe nyika yeKanani, Uʋe mugoʋe wenhaka yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichapa nyika yeKenani kwauri somugove wenhaka yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Ndichakupa nyika yeKanani somugove wako wenhaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achiti, “Ndichakupa iwe nyika yeKanani, Uve mugove wenhaka yenyu;”
Shona 2009?
Achiti, "Ndichakupa iwe nyika yeKanani, Uve mugove wenhaka yenyu;"
Shona SUB 2002 Bible
Achiti, “Ndichakupa iwe nyika yeKenani, Uve mugove wenhaka yenyu;”