Psalms 105:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yaʋakaŋga ʋaciri ʋarume ʋashoma pakuʋereŋgwa, Ɀirokwaɀo, ʋashoma kwaɀo, naʋatorwa mairi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavaiva vashoma pakuwanda, zvirokwazvo vari vashoma, uye vari vaeni mairi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakanga vachiri katsama chete, vanhu vashomanana, vatorwa zvavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yavakanga vachiri varume vashoma pakuverengwa, Zvirokwazvo, vashoma kwazvo, navatorwa mairi;
Shona 2009?
Panguva yavakanga vachiri varume vashoma pakuverengwa, Zvirokwazvo, vashoma kwazvo, navatorwa mairi;
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yavakanga vachiri varume vashoma pakuverengwa, Zvirokwazvo, vashoma kwazvo, navatorwa mairi;