Psalms 105:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafamba‐famba ʋacibva kunorumŋe rudzi ʋacienda kunorumŋe, Nokubva kunoʋumŋe ʋushe ʋacienda kunaʋamŋe ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakadzungaira vachibva kuno rumwe rudzi kusvikira kuno rumwe rudzi. Kubva kuno humwe ushe vachienda kuno humwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kufamba nawo marudzi akasiyana siyana vachideva namo mumadzimambo nomumarudzi avanhu vakasiyana siyana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafamba-famba vachibva kuno rumwe rudzi vachienda kuno rumwe, Nokubva kunoumwe ushe vachienda kuna vamwe vanhu.
Shona 2009?
Vakafamba-famba vachibva kuno rumwe rudzi vachienda kuno rumwe, Nokubva kunohumwe ushe vachienda kuna vamwe vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakafamba–famba vachibva kuno rumwe rudzi vachienda kuno rumwe, Nokubva kunoumwe ushe vachienda kuna vamwe vanhu.