Psalms 105:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haana‐kutendera munhu kuʋaitira ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakatuka madzimambo nokuɗa kwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haana kutendera munhu kuvadzvinyirira; akatuka madzimambo nokuda kwavo achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuti pave navanovadzvinyirira, akaramba, pamusana pavo aitsiura madzimambo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haana kutendera munhu kuvaitira zvakaipa; Zvirokwazvo, wakatuka madzimambo nokuda kwavo;
Shona 2009?
Haana kutendera munhu kuvaitira zvakaipa; Zvirokwazvo, wakatuka madzimambo nokuda kwavo;
Shona SUB 2002 Bible
Haana kutendera munhu kuvaitira zvakaipa; Zvirokwazvo, wakatuka madzimambo nokuda kwavo;