Psalms 105:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akadana nzara kuti iʋuye panyika; Akavuna muɗonɀo wose weciŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadana nzara panyika ikaparadza zvose zvaiuyisa zvokudya;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakatuma nzara panyika akaparadza chose chinonzi chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadana nzara kuti iuye panyika; Akavhuna mudonzvo wose wechingwa.
Shona 2009?
Akadana nzara kuti iuye panyika; Akavhuna mudonzvo wose wechingwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akadana nzara kuti iuye panyika; Akavhuna mudonzvo wose wechingwa.