Psalms 105:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akawanza ʋanhu ʋake kwaɀo, Akaʋapa simba rakapfuʋura raʋadziʋisi ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akawanza vanhu vake chose; akavaita vazhinji kwazvo kupinda vavengi vavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akaita kuti vanhu vake vaberekane zvikuru akavapa simba kupinda vatongi vavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akawanza vanhu vake kwazvo, Akavapa simba rakapfuura ravadzivisi vavo.
Shona 2009?
Akawanza vanhu vake kwazvo, Akavapa simba rakapfuura ravadzivisi vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Akawanza vanhu vake kwazvo, Akavapa simba rakapfuura ravadzivisi vavo.