Psalms 105:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakashandura mŋoyo yaʋo kuti ʋaʋeŋge ʋanhu ʋake, Kuti ʋanyeŋgere ʋaranda ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
avo vaakashandura mwoyo yavo kuti ivenge vanhu vake, kuti varangane pamusoro pavaranda vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vaakasandura mwoyo kuti vavenge vanhu vake uye kuti vanyengedze varanda vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakashandura mwoyo yavo kuti vavenge vanhu vake. Kuti vanyengere varanda vake.
Shona 2009?
Wakashandura moyo yavo kuti vavenge vanhu vake, kuti vanyengere varanda vake.
Shona SUB 2002 Bible
Wakashandura mwoyo yavo kuti vavenge vanhu vake, Kuti vanyengere varanda vake.