Psalms 105:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatuma Mosesi muranda wake, NaAroni waakaŋga asanaŋgura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatuma Mozisi muranda wake, naAroni, waakanga asarudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatuma Mosesi muranda wake naAroni waakasarudza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma Mosesi muranda wake, NaAroni waakanga asanangura.
Shona 2009?
Akatuma Mozisi muranda wake, NaAroni waakanga asanangura.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma Mosesi muranda wake, NaAroni waakanga asanangura.