Psalms 105:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatuma rima, akaiȿiɓisa; Ʋakasamukira mashoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatumira rima akaita kuti nyika ive murima, nokuti havana kumukira shoko rake here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatuma rima akaita kuti nyika iite rima, ikati ndoo kusviba. Akapandukira zvaakanga areva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma rima, akaisvibisa; Vakasamukira mashoko ake.
Shona 2009?
Akatuma rima, akaisvibisa; Vakasamukira mashoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma rima, akaisvibisa; Vakasamukira mashoko ake.