Psalms 105:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yaʋo yakazara namataca, Mudzimba dzamadzimambo aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yavo yakazara namatatya, akapinda mudzimba dzamadzimambo avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yavo yakazara matafi kunyange mudzimba dzamadzimambo avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yavo yakazara namatatya, Mudzimba dzamadzimambo avo.
Shona 2009?
Nyika yavo yakazara namatacha, Mudzimba dzamadzimambo avo.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yavo yakazara namatatya, Mudzimba dzamadzimambo avo.