Psalms 105:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakataura, mapupira enhunzi akaȿika, Nenda panyika yaʋo yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akataura mapupira enhunzi akauya, nenda munyika yavo yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataura kukauya mhute dzenhunzi neumhutu nyika yavo yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataura, mapupira enhunzi akasvika, Nenda panyika yavo yose.
Shona 2009?
Akataura, mapupira enhunzi akasvika, Nenda panyika yavo yose.
Shona SUB 2002 Bible
Akataura, mapupira enhunzi akasvika, Nenda panyika yavo yose.