Psalms 105:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaroʋa ʋo mizambiriŋga yaʋo nemiʋonde yaʋo; Akavuna‐vuna ʋo miti yenyika yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akarova mizambiringa yavo nemionde yavo, akaparadza miti yomunyika yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akaparadza migirepisi yavo nemionde yavo akatyoranisa miti yenyika yavo yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakarovawo midzambiringa yavo nemionde yavo; Akavhuna-vhunawo miti yenyika yavo.
Shona 2009?
Wakarovawo mizambiringa yavo nemionde yavo; Akavhuna-vhunawo miti yenyika yavo
Shona SUB 2002 Bible
Wakarovawo mizambiringa yavo nemionde yavo; Akavhuna–vhunawo miti yenyika yavo.