Psalms 105:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaɓuɗisa ʋanesirveri nendarama; Kwakaŋga kusina‐nomumŋe pakati pamarudzi aʋo wakashaiwa simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabudisa Israeri akaremerwa nesirivha negoridhe, kwakanga kusina akagumburwa pakati pamarudzi avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabudisa vaIsiraeri vaine sirivha nendarama, hapana kana mumwe wavo aiva noundonda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavabudisa vane sirivha nendarama; Kwakanga kusina nomumwe pakati pamarudzi avo wakashaiwa simba.
Shona 2009?
Akavabudisa vane sirivha nendarama; Kwakanga kusina nomumwe pakati pamarudzi avo wakashaiwa simba.
Shona SUB 2002 Bible
Akavabudisa vane sirivha nendarama; Kwakanga kusina nomumwe pakati pamarudzi avo wakashaiwa simba.