Psalms 105:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ye Egipita yakafara pakubva kwaʋo, Nokuti ʋakaŋga ʋaɓatwa nokutya nokuɗa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ijipiti yakafara pavakabva, nokuti kutya vaIsraeri kwakanga kwavabata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ijipiti yakafara pavakaenda nokuti yakanga yawirwa nokuvatya kukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yeIjipiti yakafara pakubva kwavo, Nokuti vakanga vabatwa nokutya nokuda kwavo.
Shona 2009?
Nyika yeIjipiti yakafara pakubva kwavo, Nokuti vakanga vabatwa nokutya nokuda kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yeIjipiti yakafara pakubva kwavo, Nokuti vakanga vabatwa nokutya nokuda kwavo.