Psalms 105:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatatanura gore rikaʋa cifukidzo; Nomŋoto kuzovenekera ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatatamura gore rikava chifukidzo, uye moto kuti uvhenekere usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatambanudza gore rokuvafukidza naro nomoto wokuvavhenekera nawo usiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakatatanura gore rikava chifukidzo; Nomoto kuzovhenekera usiku.
Shona 2009?
Wakatatamura gore rikava chifukidzo; Nomoto kuzovhenekera usiku.
Shona SUB 2002 Bible
Wakatatanura gore rikava chifukidzo; Nomoto kuzovhenekera usiku.