Psalms 106:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura zhinji yakafukidza ʋadziʋisi ʋaʋo; Kwakaŋga kusina‐nomumŋe waʋo wakasara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo; hakuna mumwe wavo akapona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura yakafukidza vaivarwisa hakuna kana mumwechete wavo akasara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo; Kwakanga kusina nomumwe wavo akasara.
Shona 2009?
Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo; Kwakanga kusina nomumwe wavo akasara.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo; Kwakanga kusina nomumwe wavo akasara.