Psalms 106:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakatenda mashoko ake; Ʋakaimba ʋacimurumbidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakatenda vimbiso dzake vakaimba vachimurumbidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pavakatenda mazwi ake vakaimba vachimurumbidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakatenda mashoko ake; Vakaimba vachimurumbidza.
Shona 2009?
Ipapo vakatenda mashoko ake; Vakaimba vachimurumbidza.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakatenda mashoko ake; Vakaimba vachimurumbidza.