Psalms 106:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakacimbidzika kukaŋganwa maɓasa ake; Haʋana‐kurindira zano rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakakurumidza kukanganwa zvaakanga aita, uye vakasamirira kurayira kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havana kutana kukanganwa mabasa ake; havana kumirira mazano ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakachimbidzika kukanganwa mabasa ake; Havana kurindira zano rake.
Shona 2009?
Vakachimbidzika kukangamwa mabasa ake; Havana kurindira zano rake.
Shona SUB 2002 Bible
Vakachimbidzika kukanganwa mabasa ake; Havana kurindira zano rake.