Psalms 106:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakaciʋa kwaɀo‐kwaɀo murenje, Ʋakaidza Mŋari muciwunde.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana kuzvidzora pakukara kwavo mugwenga; vakaedza Mwari murenje.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakaita makaro murenje, vakaedza Mwari mugwenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakachiva kwazvo-kwazvo murenje, Vakaidza Mwari mugwenga.
Shona 2009?
Asi vakachiva kwazvo-kwazvo murenje, Vakaidza Mwari mugwenga.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakachiva kwazvo–kwazvo murenje, Vakaidza Mwari mugwenga.