Psalms 106:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pasi pakashama pakamedza Datani, Pakafukidza ɓoka raAbirami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yakazaruka ikamedza Dhatani; ikaviga boka raAbhiramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yakabamuka ikamedza Dhatani ikafukidza vechikwata chokwaAbhiramu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasi pakashama pakamedza Dhatani, Pakafukidza boka raAbhirami.
Shona 2009?
Pasi pakashama pakamedza Dhatani, Pakafukidza boka raAbhirami.
Shona SUB 2002 Bible
Pasi pakashama pakamedza Dhatani, Pakafukidza boka raAbhirami.