Psalms 106:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgareʋa ɀinhu ɀinesimba ɀakaitwa naJehova, Kana kuɗudzira kurumbidza kwake kwose?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko angaparidza mabasa aJehovha esimba, kana kureva kurumbidzwa kwake kwose?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angataure mabasa aTENZI esimba kana angaparidze mukurumbira wake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angareva zvinhu zvine simba zvakaitwa naJehovha, Kana kududzira kurumbidza kwake kwose?
Shona 2009?
Ndianiko angareva zvinhu zvine simba zvakaitwa naJehovha, Kana kududzira kurumbidza kwake kose?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko angareva zvinhu zvine simba zvakaitwa naJehovha, Kana kududzira kurumbidza kwake kwose?