Psalms 106:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakakaŋganwa Mŋari muponesi waʋo, Wakaita ɀinhu ɀikuru paEgipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakanganwa Mwari akavaponesa, uyo akanga aita zvinhu zvikuru muIjipiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakanganwa Mwari mununuri wavo akaita zvinhu zvikuru muIjipiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakakanganwa Mwari muponesi wavo, Wakaita zvinhu zvikuru paIjipiti;
Shona 2009?
Vakakangamwa Mwari muponesi wavo, Wakaita zvinhu zvikuru paIjipiti;
Shona SUB 2002 Bible
Vakakanganwa Mwari muponesi wavo, Wakaita zvinhu zvikuru muIjipiti;