Psalms 106:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓasa anoshamisa munyika yaHamu, Neɀinhu ɀinotyisa paGuŋgwa Dɀuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mabasa anoshamisa munyika yaHamu namabasa anotyisa paGungwa Dzvuku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mabasa anoshamisa munyika yaHamu uye zvinhu zvinotyisa paGungwa Dzvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabasa anoshamisa munyika yaHamu, Nezvinhu zvinotyisa paGungwa Dzvuku.
Shona 2009?
Mabasa anoshamisa munyika yaHamu, Nezvinhu zvinotyisa paGungwa Dzvuku.
Shona SUB 2002 Bible
Mabasa anoshamisa munyika yaHamu, Nezvinhu zvinotyisa paGungwa Dzvuku.