Psalms 106:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka wakati: Ndinoɗa kuʋaparadza; Ƌai Mosesi musanaŋgurwa wake asina‐kumira pamberi pake ipo pakaputsika, Kuti adzore kutsamŋa kwake, arege kuʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akati, achavaparadza, dai Mozisi, musanangurwa wake, asina kumira pamberi pake kuti adzore hasha dzake pakuvaparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo akati regai ndivaparadze pasina kuti Mosesi musarudzwi wake, akatovamiririra pamberi pake kuti adzore hasha dzake arege kuvaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka akati, “Ndinoda kuvaparadza; Dai Mosesi musanangurwa wake asina kumira pamberi pake ipo pakuputsika, Kuti adzore kutsamwa kwake, arege kuvaparadza.”
Shona 2009?
Saka akati, "Ndinoda kuvaparadza; Dai Mozisi musanangurwa wake asina kumira pamberi pake ipo pakaputsika, Kuti adzore kutsamwa kwake, arege kuvaparadza."
Shona SUB 2002 Bible
Saka akati, “Ndinoda kuvaparadza; Dai Mosesi musanangurwa wake asina kumira pamberi pake ipo pakuputsika, Kuti adzore kutsamwa kwake, arege kuvaparadza.”