Psalms 106:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ʋakaɀidza nyika inofadza, Haʋana‐kutenda shoko rake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakazvidza nyika inofadza; havana kutenda zvaakavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazvidza nyika yakanaka vasina chivimbo nezvaakatsidzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, vakazvidza nyika inofadza, Havana kutenda shoko rake;
Shona 2009?
Zvirokwazvo, vakazvidza nyika inofadza, Havana kutenda shoko rake;
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, vakazvidza nyika inofadza, Havana kutenda shoko rake;