Psalms 106:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɀiɓatanidza ʋo naBaari‐peori, Ʋakadya ɀakaɓayirwa ʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakazvibatanidza pamwe chete naBhaari wePeori, uye vakadya zvibayiro zvakabayirwa vamwari vakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazvibatanidza naBhaari wokuPeori vakadya zvibayiro zvakapirwa vakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakazvibatanidzawo naBhaaripeori, Vakadya zvakabayirwa vakafa.
Shona 2009?
Vakazvibatanidzawo naBhaaripeori, Vakadya zvakabayirwa vakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakazvibatanidzawo naBhaaripeori, Vakadya zvakabayirwa vakafa.