Psalms 106:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakamukira mŋeya wake, Iye akataura nehasha nemiromo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakamukira Mweya waMwari, Mozisi akataura nehasha nomuromo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakamusvibisa mwoyo akataura zvisina maturo nomuromo wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakamukira mweya wake, Iye akataura nehasha nemiromo yake.
Shona 2009?
Nokuti vakamukira mweya wake, Iye akataura nehasha nemiromo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakamukira mweya wake, Iye akataura nehasha nemiromo yake.