Psalms 106:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakaveŋgana naʋahedeni, Ʋakadzidza maɓasa aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vakavhengana nendudzi, vakatora tsika dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi vakavhengana namarudzi vakadzidza kuita zvavanoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakavengana navahedheni, Vakadzidza mabasa avo;
Shona 2009?
Asi vakavengana navahedheni, Vakadzidza mabasa avo;
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakavhengana navahedheni, Vakadzidza mabasa avo;