Psalms 106:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿiɓiswa saiɀoɀo namaɓasa aʋo, Ʋakapata paneɀaʋakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakazvisvibisa nezvavakaita; vakazviitisa ufeve namabasa avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vakan'oreswa nezviito zvavo; vakaita unzenza nokuita kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvibiswa saizvozvo namabasa avo, Vakapata pane zvavakaita.
Shona 2009?
Vakasvibiswa saizvozvo namabasa avo, Vakapata pane zvavakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvibiswa saizvozvo namabasa avo, Vakapata pane zvavakaita.