Psalms 106:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka kutsamŋa kwaJehova kwakamukira ʋanhu ʋake, Akasema nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha akatsamwira vanhu vake, akasema nhaka yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvowo TENZI akavirukira vanhu vake nehasha akavenga nhaka yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vanhu vake, Akasema nhaka yake.
Shona 2009?
Saka kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vanhu vake, Akasema nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Saka kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vanhu vake, Akasema nhaka yake.