Psalms 106:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro wakatarira kutambudzika kwaʋo, Paŋguʋa yaakanzwa kucema kwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akatarisa kutambudzika kwavo paakanzwa kuchema kwavo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi aiona nhamo yavo paakanzwa kuchema kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro akatarira kutambudzika kwavo, Panguva yaakanzwa kuchema kwavo;
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro akatarira kutambudzika kwavo, Panguva yaakanzwa kuchema kwavo;
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro akatarira kutambudzika kwavo, Panguva yaakanzwa kuchema kwavo;