Psalms 106:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaraŋgarira suŋgano yake nokuɗa kwaʋo, Akaɀiɗemba nokuɗa kwokuwanda kweŋgoni dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akarangarira sungano yake nokuda kwavo, uye akazvidemba nokuda kworudo rwake rukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akarangarira chitenderano chake navo achitoitira zvake ivo, akadzora mwoyo pamusana pokuwanda kwemwoyochena wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarangarira sungano yake nokuda kwavo, Akazvidemba nokuda kwokuwanda kwengoni dzake.
Shona 2009?
Akarangarira sungano yake nokuda kwavo, Akazvidemba nokuda kokuwanda kwengoni dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Akarangarira sungano yake nokuda kwavo, Akazvidemba nokuda kwokuwanda kwengoni dzake.