Psalms 106:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tiponesei, Jehova Mŋari weɗu, Tiʋuŋganidzei, tibve pakati paʋahedeni, Kuti tiʋoŋge zita renyu dɀene, Tifarisise pakukurumbidzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tiponesei, imi Jehovha Mwari wedu, uye mutiunganidze kubva kundudzi, kuti tigovonga zita renyu dzvene. Tigofara mukurumbidzwa kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinunureiwo TENZI Mwari wedu mutikokorodze kumarudzi kuitira kuti titende zita renyu rinoera tifare nomukurumbira wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tiponesei, Jehovha Mwari wedu, Tiunganidzei, tibve pakati pavahedheni, Kuti tivonge zita renyu dzvene, Tifarisise pakukurumbidzai.
Shona 2009?
Tiponesei, Jehovha Mwari wedu, Tiunganidzei, tibve pakati pavahedheni, Kuti tivonge zita renyu dzvene, Tifarisise pakukurumbidzai.
Shona SUB 2002 Bible
Tiponesei, Jehovha Mwari wedu, Tiunganidzei, tibve pakati pavahedheni, Kuti tivonge zita renyu dzvene, Tifarisise pakukurumbidzai.