Psalms 106:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ndiʋone kukomborerwa kwaʋasanaŋgurwa ʋenyu, Kuti ndifare kwaɀo nomufaro waʋanhu ʋenyu, Kuti ndirumbidze pamŋe cete nenhaka yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti ndifadzwe nokubudirira kwavasanangurwa venyu, kuti ndigovane pamufaro wavanhu venyu, uye ndibatane nenhaka yenyu pakurumbidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti ndiwanewo kubudirira kwavasarudzwi venyu kuti ndifarewo panofara vanhu venyu. Ndigopemberawo nenhaka yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti ndione kukomborerwa kwavasanangurwa venyu, Kuti ndifare kwazvo nomufaro wavanhu venyu, Kuti ndirumbidze pamwechete nenhaka yenyu.
Shona 2009?
Kuti ndione kukomborerwa kwavasanangurwa venyu, Kuti ndifare kwazvo nomufaro wavanhu venyu, Kuti ndirumbidze pamwechete nenhaka yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti ndione kukomborerwa kwavasanangurwa venyu, Kuti ndifare kwazvo nomufaro wavanhu venyu, Kuti ndirumbidze pamwechete nenhaka yenyu.