Psalms 106:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madziɓaɓa eɗu haana‐kunzwisisa ɀishamiso ɀenyu paEgipita; Haana‐kuraŋgarira ŋgoni dzenyu zhinji; Asi ʋaka ku mukirai paguŋgwa, ipo paGuŋgwa Dɀuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba edu paakanga ari muIjipiti, havana kumbofunga nezvezvishamiso zvenyu; havana kurangarira tsitsi dzenyu zhinji, asi vakakumukirai pagungwa, iro Gungwa Dzvuku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzibaba edu paakanga ari muIjipiti havana kurangarira mabasa enyu anoshamisa. Havana kuyeuka kuita mwoyochena kwenyu kwakawanda asi vakatopandukira Wokumusorosoro paGungwa Dzvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzibaba edu haana kunzwisisa zvishamiso zvenyu paIjipiti; Haana kurangarira ngoni dzenyu zhinji; Asi vakakumukirai pagungwa, ipo paGungwa Dzvuku.
Shona 2009?
Madzibaba edu haana kunzwisisa zvishamiso zvenyu paIjipiti; Haana kurangarira ngoni dzenyu zhinji; Asi vakakumukirai pagungwa, ipo paGungwa Dzvuku.
Shona SUB 2002 Bible
Madzibaba edu haana kunzwisisa zvishamiso zvenyu paIjipiti; Haana kurangarira ngoni dzenyu zhinji; Asi vakakumukirai pagungwa, ipo paGungwa Dzvuku.