Psalms 107:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo, ʋakaŋga ʋagere murima nomumvuri worufu, Ʋakaŋga ʋakasuŋgwa mukutambudzika namatare,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakagara murima nokusviba kwakadzika dzika, vari vasungwa vanotambudzika muzvisungo zvamatare,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vaigara murima nomuzarima vari vasungwa vari munhamo vakasungwa nesimbi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo, vakanga vagere murima nomumvuri worufu, Vakanga vakasungwa mukutambudzika namatare,
Shona 2009?
Ndivo, vakanga vagere murima nomumvuri worufu, Vakanga vakasungwa mukutambudzika namatare,
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo, vakanga vagere murima nomumvuri worufu, Vakanga vakasungwa mukutambudzika namatare,