Psalms 107:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaʋaɓuɗisa parima nomumvuri worufu, Akaɗamburanya ɀisuŋgo ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavabudisa murima nomukusviba kwakadzika dzika, uye akadambura ngetani dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaburitsa murima nomuzarima akadambura misungo yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavabudisa parima nomumvuri worufu, Akadamburanya zvisungo zvavo.
Shona 2009?
Akavabudisa parima nomumvuri worufu, Akadamburanya zvisungo zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Akavabudisa parima nomumvuri worufu, Akadamburanya zvisungo zvavo.