Psalms 107:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakavuna masuʋo endarira, Nokuguranya mazariro amatare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti anopwanya masuo endarira, uye akagura mazariro esimbi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anopwanya makonhi endarira achityora napakati zvihuri zvesimbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakavhuna masuo endarira, Nokuguranya mazariro amatare.
Shona 2009?
Nokuti wakavhuna masuo endarira, Nokuguranya mazariro amatare.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakavhuna masuwo endarira, Nokuguranya mazariro amatare.