Psalms 107:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapenzi anotambudzika nokuɗa kwokuɗarika kwawo, Ʋuye nokuɗa kwaɀakaipa ɀawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakava mapenzi nokuda kwenzira dzavo dzokumukira, uye vakatambudzwa kwazvo nokuda kwezvakaipa zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vakarwara nokuda kwokutadza kwavo, vakapinda pfumvu pamusana pouipi hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapenzi anotambudzika nokuda kwokudarika kwavo, Uye nokuda kwazvakaipa zvavo.
Shona 2009?
Mapenzi anotambudzika nokuda kokudarika kwavo, Uye nokuda kwezvakaipa zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mapenzi anotambudzika nokuda kwokudarika kwavo, Uye nokuda kwazvakaipa zvavo.