Psalms 107:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanoʋona maɓasa aJehova, Neɀishamiso ɀake pakadzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaona mabasa aJehovha, mabasa ake anoshamisa pakadzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaona zvinoita TENZI, zviito zvake zvinoshamisa makadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vanoona mabasa aJehovha, Nezvishamiso zvake pakadzika.
Shona 2009?
Ndivo vanoona mabasa aJehovha, Nezvishamiso zvake pakadzika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vanoona mabasa aJehovha, Nezvishamiso zvake pakadzika.