Psalms 107:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoraira, ndokumutsa ɗutu guru, Rinomutsa mafuŋgu aro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akataura uye akamutsa dutu rikasimudza mafungu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurira dutu kuti risimuke rikasimudza masaisai egungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anoraira, ndokumutsa dutu guru, Rinomutsa mafungu aro.
Shona 2009?
Nokuti anoraira, ndokumutsa dutu guru, Rinomutsa mafungu aro.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anoraira, ndokumutsa dutu guru, Rinomutsa mafungu aro.