Psalms 107:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanosimudzirwa kuɗeŋga, ndokuɓurukira ɀe pakadzika; Mŋeya waʋo unonyauka nokuɗa kwenhamo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaenda kumusoro kumatenga vakaendawo pasi kwakadzika; mukutambudzika kwavo kushinga kwavo kwakanyongodeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaimboti mudenga kata vozomboti pasi pasi vido pakadzika, vakapererwa nechivindi mujambwa ravo rakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanosimudzirwa kudenga; ndokuburukirazve pakadzika; Mweya wavo unonyauka nokuda kwenhamo.
Shona 2009?
Vanosimudzirwa kudenga; ndokuburukirazve pakadzika; Mweya wavo unonyauka nokuda kwenhamo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanosimudzirwa kudenga; ndokuburukirazve pakadzika; Mweya wavo unonyauka nokuda kwenhamo.