Psalms 107:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanondeya‐ndeya nokudzeŋgedzeka somunhu wakaɓatwa, Ʋapera mano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakandeya vakadzedzereka savanhu vadhakwa; vakasvika pamagumo amano avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzengedzeka vakadzadzarika savanhu vakadhakwa vapererwa nopfungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanondeya-ndeya nokudzengedzeka somunhu akabatwa. Vapera mano.
Shona 2009?
Vanondeya-ndeya nokudzengedzeka somunhu akabatwa. Vapera mano.
Shona SUB 2002 Bible
Vanondeya–ndeya nokudzengedzeka somunhu akabatwa. Vapera mano.