Psalms 107:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanofara nokuti anyarara; Ɀino iye ndokuʋaȿitsa pakadzikama paʋaiɗa kuʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakafara parakadzikama, uye akavatungamirira pakadzikama pavaida.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva vafara nokuti vakave norunyararo uye nokuti akavaunza pokumisa ngarava pavaida.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanofara nokuti anyarara; Zvino iye ndokuvasvitsa pakadzikama pavaida kuvapo.
Shona 2009?
Ipapo vanofara nokuti anyarara; Zvino iye ndokuvasvitsa pakadzikama pavaida kuvapo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanofara nokuti anyarara; Zvino iye ndokuvasvitsa pakadzikama pavaida kuvapo.