Psalms 107:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗai ʋanhu ʋacirumbidza Jehova nokuɗa kwokunaka kwake, Ʋuye nokuɗa kwamaɓasa ake anoshamisa aakaitira ʋanakomana ʋaʋanhu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi, uye namabasa ake anoshamisa aakaitira vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavatende TENZI mwoyochena wake uye zviito zvake kuvanhu zvinoshamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, dai vanhu vachirumbidza Jehovha nokuda kwokunaka kwake, Uye nokuda kwamabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vavanhu!
Shona 2009?
Haiwa, dai vanhu vachirumbidza Jehovha nokuda kokunaka kwake Uye nokuda kwamabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vavanhu!.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, dai vanhu vachirumbidza Jehovha nokuda kwokunaka kwake, Uye nokuda kwamabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vavanhu!