Psalms 107:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadɀare minda, ʋasime minda yemizambiriŋga, Ʋawane ɀiɓereko ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadyara minda, uye vakasima minda yemizambiringa, ikabereka mukohwo wakanaka;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachitodyara minda, vachitosima migirepisi vachiwana kukohwa kwakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadyare minda, vasime minda yemidzambiringa, Vawane zvibereko zvizhinji.
Shona 2009?
Vadzvare minda, vasime minda yemizambiringa, Vawane zvibereko zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Vadyare minda, vasime minda yemizambiringa, Vawane zvibereko zvizhinji.